Mariko 10:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ʋakaŋga ʋari munzira, ʋacikwira Jerusarema; Jesu wakaŋga aciʋatuŋgamirira; ʋakashamiswa; naʋakaŋga ʋaciteʋera, ʋakatya. Ipapo akatora ɀe ʋanegumi naʋaʋiri, akataŋga kuʋaʋudza iɀo ɀaakaŋga oɗo‐kuitirwa, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino vakanga vari munzira, vachikwira Jerusaremu; Jesu akanga achivatungamirira; vakashamiswa; navakanga vachitevera, vakatya. Ipapo akatorazve vane gumi navaviri, akatanga kuvaudza izvo zvaakanga oda kuitirwa, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino vari munzira, vachikwira kuJerusaremu, Jesu aifamba ari mberi kwavo. Zvakavashamisa kwazvo. Vaitevera vakatya. Akazotorazve vane gumi navaviri akatanga kuvaudza zvaizoitika kwaari achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino vari munzira, vachikwira kuJerusaremu, Jesu aifamba ari mberi kwavo. Zvakavashamisa kwazvo. Vaitevera vakatya. Akazotorazve vane gumi navaviri akatanga kuvaudza zvaizoitika kwaari achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakanga vari munzira vachikwidza kuenda kuJerusarema, Jesu achivatungamirira, uye vadzidzi vakakatyamara, asi vaya vakanga vachitevera vakanga vachitya. Akatorazve vane gumi navaviri vari voga uye akavaudza zvaizoitika kwaari. Viz kapitola |