Mariko 10:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Hakunomunhu wakasiya imba, kana ʋanuŋuna, kana hanɀadzi, kana mai, kana ɓaɓa, kana ʋana, kana minda, nokuɗa kwaŋgu nokweEvaŋgeri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna munhu akasiya imba, kana vakoma kana vanun'una, kana hanzvadzi, kana mai, kana baba, vana, kana minda, nokuda kwangu nokweVhangeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri hakuna munhu akasiya musha, kana vakomanavanun'una, kana hanzvadzi, kana amai, kana baba, kana vana, kana minda pamusana pangu napamusana peShoko Rakanaka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri hakuna munhu akasiya musha, kana vakomanavanun'una, kana hanzvadzi, kana amai, kana baba, kana vana, kana minda pamusana pangu napamusana peShoko Rakanaka, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi, hakuna munhu akasiya musha, kana vanunʼuna kana hanzvadzi kana mai kana baba kana vana kana minda nokuda kwangu uye nokuda kwevhangeri Viz kapitola |