Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋadzidzi ʋakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu wakapindura ɀe, akati kwaʋari: Ʋana, ɀinorema sei kunaʋanoʋimba nefuma kupinda paʋushe bgaMŋari!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Vadzidzi vakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu akapindurazve, akati kwavari, “Vana, zvinorema sei kuna vanovimba nepfuma kupinda muushe hwaMwari!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vadzidzi vakashamiswa kwazvo namazwi ake. Asi Jesu akataurazve achiti kwavari, “Vakomana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vadzidzi vakashamiswa kwazvo namazwi ake. Asi Jesu akataurazve achiti kwavari, “Vakomana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Vadzidzi vakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu akatizve, “Vana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari!

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy