Mariko 1:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Akamunzwira ŋgoni, akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati kwaari: Ndinoɗa, cinatswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Jesu akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya. Akati, “Ndinoda. Chinatswa!” Viz kapitola |