Online Bible

- Reklamy -




Mariko 1:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Johane wakaʋuya acibapatidza murenje, aciparidza rubapatidzo rwokutendeʋuka ʋakaŋganwirwe ɀiʋi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Uye saizvozvo Johani akauya, achibhabhatidza murenje uye achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti varegererwe zvivi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 1:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy