Mariko 1:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jesu akati kwaʋari: Nditeʋerei, kuti ndikuitei ʋaɓati ʋaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati, “Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu.” Viz kapitola |