Mariko 1:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 aciti: Ŋguʋa yazad ziswa, ʋushe bgaMŋari bgasweɗera pedyo; tendeʋukai, mutende Evaŋgeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!” Viz kapitola |