Online Bible

- Reklamy -




Maraki 3:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo mucaʋona ɀe kusiyana kwowakarurama nowakaipa, kwounoshumira Mŋari nousiŋgamushumiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo muchaonazve kusiyana kwowakarurama nowakaipa, kwoanoshumira Mwari noasingamushumiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ipapozve ndipo pamuchazosiyanisa mutsauko uri pakati pomururami nomuipi napakatiwo pomunhu anoshandira Mwari neasingamushandire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ipapozve ndipo pamuchazosiyanisa mutsauko uri pakati pomururami nomuipi napakatiwo pomunhu anoshandira Mwari neasingamushandire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uye muchaonazve musiyano pakati pavakarurama navakaipa, pakati pavaya vanoshumira Mwari navaya vasingamushumiri.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 3:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy