Online Bible

- Reklamy -

Maraki 3:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino tinoti ʋanoɀikudza ndiʋo ʋakafara; ɀirokwaɀo, ʋanoita ɀakaipa ndiʋo ʋanoʋakiswa; ɀirokwaɀo, ʋanoidza Mŋari ʋacipukunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Asi zvino zvatiri kuona ndezvokuti vanozvikudza ndivo vakatokomborerwa zvavo. Vaiti vezvakaipa havasi kungobudirira chete asi kutoti kunyange vakaedza zvavo Mwari vanopunyukawo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Asi zvino zvatiri kuona ndezvokuti vanozvikudza ndivo vakatokomborerwa zvavo. Vaiti vezvakaipa havasi kungobudirira chete asi kutoti kunyange vakaedza zvavo Mwari vanopunyukawo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi zvino tinoti vanozvikudza vakaropafadzwa. Zvirokwazvo vaiti vezvakaipa vanobudirira uye naivo vaya vanoedza Mwari vanopunyuka.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Maraki 3:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy