Online Bible

- Reklamy -

Maraki 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Suŋgano yaŋgu naʋo yakaŋga iri yoʋupenyu norugare; ndakaʋapa iɀo kuti ʋanditye, ʋakanditya, ʋakaɗeɗera nokuɗa kwezita raŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Sungano yangu navo yakanga iri youpenyu norugare; ndakavapa izvo kuti vanditye, vakanditya, vakadedera nokuda kwezita rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Ndakaita sungano yangu naye, sungano youpenyu norugare, uye ndakapa izvi kwaari; zvakandivigira kukudzwa uye akandikudza, akamira achitya zita rangu.

Viz kapitola kopírovat

Maraki 2:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy