Online Bible

- Reklamy -




Maraki 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo mucaziʋa kuti ndini ndakakutumirai murairo uyu, kuti suŋgano yaŋgu iʋe naRevi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo muchaziva kuti ndini ndakakutumirai murayiro uyu, kuti sungano yangu ive naRevhi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndopamuchazoziva kuti ndakutemerai murao iwoyu kuitira kuti chitenderano changu nevokwaRevhi chibate. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndopamuchazoziva kuti ndakutemerai murao iwoyu kuitira kuti chitenderano changu nevokwaRevhi chibate. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Uye muchaziva kuti ndakakutumirai yambiro iyi kuitira kuti sungano yangu naRevhi irambe iripo,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 2:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy