Maraki 2:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Tarirai, ndicatuka ʋana ʋenyu, ndicamhamira ndoʋe kuɀiso ɀenyu, iyo ndoʋe yemitambo yenyu; mucabviswa pamŋe cete naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Tarirai, ndichatuka vana venyu, ndichamhamira ndove kuzviso zvenyu, iyo ndove yemitambo yenyu; muchabviswa pamwechete naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Chinzwai ndichati zvibereko zvenyu zviwirwe norushambwa, ndichakuzora–zorai uso nendove, ndove yemipiro yenyu uye ndigokubvisai kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Chinzwai ndichati zvibereko zvenyu zviwirwe norushambwa, ndichakuzora–zorai uso nendove, ndove yemipiro yenyu uye ndigokubvisai kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Nokuda kwenyu ndichabvisa zvizvarwa zvenyu; ndichadzura zviso zvenyu nendove inobva pazvibayiro zvemitambo yenyu, uye muchatakurwa pamwe chete nayo. Viz kapitola |