Mapisarema 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira. Viz kapitola |