Mapisarema 9:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti mandiruramisira mhoȿa yaŋgu; Makagara pacigaro coʋushe mucitoŋga nokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti mandiruramisira mhosva yangu; Makagara pachigaro choushe muchitonga nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti makandirwira pane zvandinokodzera nezvandinochemera, makagara pachigaro chenyu chokutonga muchitonga zvakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti makandirwira pane zvandinokodzera nezvandinochemera, makagara pachigaro chenyu chokutonga muchitonga zvakarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti makatsigira kodzero yangu nenyaya yangu; makagara pachigaro chenyu choushe, muchitonga zvakarurama kwazvo. Viz kapitola |