Mapisarema 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti iye, unotsiʋa ropa, unoʋaraŋgarira; Haakaŋganwi kucema kwaʋarombo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa. Viz kapitola |