Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 4:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Makaisa mufaro mumŋoyo maŋgu, Unopfuʋura waʋanhu kana ɀiyo ɀaʋo newaini yaʋo ɀawanzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Makaisa mufaro mumwoyo mangu, Unopfuura wavanhu kana zviyo zvavo newaini yavo zvawanzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy