Mapisarema 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ziʋai kuti Jehova wakaɀitsaurira munhu unomuɗa: Jehova ucanzwa kana ndiciɗana kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda; Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari. Viz kapitola |