Mapisarema 17:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kutsika kwaŋgu kwakarambira panzira dzenyu, Tsoka dzaŋgu hadzina‐kutedzemuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kutsika kwangu kwakarambira panzira dzenyu, Tsoka dzangu hadzina kutedzemuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Makumbo angu akaramba akangoti munzira dzenyu tasa tsoka dzangu hadzina kutsvedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Makumbo angu akaramba akangoti munzira dzenyu tasa tsoka dzangu hadzina kutsvedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nhambwe dzangu dzakarambira panzira dzenyu; tsoka dzangu hadzina kutedzemuka. Viz kapitola |