Mapisarema 17:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kutoŋgwa kwaŋgu ŋgakubve pamberi penyu; Meso enyu ŋgaatarire ɀakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Kutongwa kwangu ngakubve pamberi penyu; Meso enyu ngaatarire zvakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kutongwa kwangu dai zvako kwangobva kwamuri; maziso enyu aone zviri pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kutongwa kwangu dai zvako kwangobva kwamuri; maziso enyu aone zviri pachokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kururamiswa kwangu ngakubve kwamuri; meso enyu ngaaone zvakarurama. Viz kapitola |