Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 17:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Wakafanana neshumba inokarira kuparadza, Uneŋge somŋana weshumba inoʋandira panɀimbo dzakaʋanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakafanana neshumba inokarira kuparadza, somwana weshumba inovandira panzvimbo dzakavanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakaita seshumba yakagaririra kubvambura seshumba yechidiki yakavandira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakaita seshumba yakagaririra kubvambura seshumba yechidiki yakavandira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakaita seshumba ine nzara yechokudya, seshumba huru yakavandira pakavanda.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 17:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy