Mapisarema 16:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kucema kucawanzwa kwaʋanoʋigira mumŋe mŋari ɀipo; Ɀipiriso ɀaʋo ɀinoɗururwa ɀeropa handiŋgaɀiɗururi, Namazita aʋo handiŋgaareʋi nemiromo yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kuchema kuchawanzwa kwavanovigira mumwe mwari zvipo; Zvipiriso zvavo zvinodururwa zveropa handingazvidururi, Namazita avo handingaarevi nemiromo yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuchema kuchawedzerwa, kwaavo vanomhanyira vamwe vamwari. Handichazodiri zvipiriso zvavo zveropa zvinodururwa kana kuisa mazita avo pamiromo yangu. Viz kapitola |