Mapisarema 15:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu wakashata unoɀidzwa naye; Asi unokudza ʋanotya Jehova. Iye unoti kana aciŋge apika, haaŋgazoshanduri shoko rake, kunyaŋge ɀikaʋa ɀakaipa kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Munhu akashata anozvidzwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 anozvidza munhu akaipa asi anokudza vaya vanotya Jehovha, anochengeta mhiko yake kunyange kana zvichirwadza, Viz kapitola |