Mapisarema 14:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari haako. Ʋakaʋora, ʋakaɓata maɓasa anonyaŋgadza; Hapana‐unoita ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari haako.” Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka. Viz kapitola |