Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 10:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Unoti mumŋoyo make: Handiŋgazunuŋguswi; Handiŋgaʋi panhamo kuȿikira kumarudzi aŋgu ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Anoti mumwoyo make, “Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Anoti pakufunga kwake, “Hakuna chichandizungunusa; ndichagara ndakafara uye handingatongotambudziki.”

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 10:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy