Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 10:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuɀikudza kweciso cake, wakaipa unoti: Haaŋgabvunzi. Ndaŋgariro dzake dzose dzinoti: HakunaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pakuzvikudza kwake akaipa haamutsvaki; mundangariro dzake dzose hamuna nzvimbo yaMwari.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 10:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy