Mapisarema 1:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Viz kapitola |