Mabasa 9:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaita mazuʋa matatu, asiŋgaʋoni, asiŋgadyi, asiŋganwi cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akaita mazuva matatu, asingaoni, asingadyi, asinganwi chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akaita mazuva matatu asingaoni asingadyi kana kunwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akaita mazuva matatu asingaoni asingadyi kana kunwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akava bofu kwamazuva matatu, uye akanga asingadyi kana kunwa kana chinhu. Viz kapitola |