Mabasa 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Sauro akasimuka pasi; asi aciȿinudza meso ake, haana‐kuʋona cinhu; ʋakamuɓata ruʋoko, ʋakaenda naye Damasko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Sauro akasimuka; asi achisvinudza meso ake, haana kuona chinhu; vakamubata ruoko, vakaenda naye Dhamasiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Sauro akasimuka akazarura maziso ake asi hapana chaaikwanisa kuona. Naizvozvo vakatoita zvokumubata ruoko vachimutungamirira. Vakaenda naye muDhamasikusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Sauro akasimuka akazarura maziso ake asi hapana chaaikwanisa kuona. Naizvozvo vakatoita zvokumubata ruoko vachimutungamirira. Vakaenda naye muDhamasikusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Sauro akasimuka, asi akati achisvinudza meso ake haana kugona kuona chinhu. Saka vakamubata ruoko vakamutungamirira kupinda muDhamasiko. Viz kapitola |