Mabasa 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋarume ʋaiʋa parwendo naye, ʋakamira ʋanyerere, ʋacinzwa inzwi, asi ʋasiŋgaʋoni munhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Varume vaiva parwendo naye, vakamira vanyerere, vachinzwa izwi, asi vasingaoni munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Varume vaifamba naSauro vakamira vakashaya chokutaura; vakanzwa inzwi asi havana kuona kana munhu. Viz kapitola |