Mabasa 9:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akawira pasi, akanzwa inzwi riciti kwaari: Sauro, Sauro, unonditambudzireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 akawira pasi, akanzwa izwi richiti kwaari, “Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akabva aputsikira pasi. Akanzwa izwi richitaura kwaari richiti, “Sauro, Sauro uri kunditambudzireiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akabva aputsikira pasi. Akanzwa izwi richitaura kwaari richiti, “Sauro, Sauro uri kunditambudzireiko?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akawira pasi akanzwa inzwi richiti kwaari, “Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?” Viz kapitola |