Mabasa 9:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino namazuʋa iwayo iye akarwara, ndokufa. Ʋakati ʋamushambidza, ʋakamuisa muimba yokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvino namazuva iwayo iye akarwara, ndokufa. Vakati vamushambidza, vakamuisa muimba yokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Panguva inenge iyoyo akatanga kurwara ndokubva afa, mutumbi wake ukashambidzwa uye ukaiswa muimba yapamusoro. Viz kapitola |