Mabasa 9:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mazuʋa mazhinji akati apera, ʋaJuda ʋakaraŋgana kuti ʋamuʋuraye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mazuva mazhinji akati apera, vaJudha vakarangana kuti vamuuraye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mushure memazuva mazhinji vaJudha vakapangana kumuuraya. Bangano ravo rakazivikanwa naSauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mushure memazuva mazhinji vaJudha vakapangana kumuuraya. Bangano ravo rakazivikanwa naSauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mazuva mazhinji akati apera, vaJudha vakarangana kumuuraya, Viz kapitola |