Mabasa 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume, wainzi Simoni, waiʋa ŋaŋga kare paguta iro, waishamisa ʋanhu ʋeSamaria, aciɀiita munhu mukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kwakanga kuno mumwe murume, ainzi Simoni, aiva n'anga kare paguta iro, aishamisa vanhu veSamaria, achizviita munhu mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kwaiva nomumwe murume ainzi Simoni aiita mashiripiti muguta iroro, akashamisa vanhu veSamaria achizviti ndini pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kwaiva nomumwe murume ainzi Simoni aiita mashiripiti muguta iroro, akashamisa vanhu veSamaria achizviti ndini pano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino kwechinguva mumwe murume ainzi Simoni akanga aita unʼanga muguta uye akashamisa vanhu vose veSamaria. Aizvirumbidza achiti iye akanga ari munhu mukuru, Viz kapitola |