Mabasa 8:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋakati ʋaciɓuɗa mumvura, Mŋeya waShe ukabvisa Firipo; muranda akasazomuʋona ɀe; nokuti wakafamba rwendo rwake, acifara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vakati vachibuda mumvura, Mweya waIshe akabvisa Firipi; muranda akasazomuonazve; nokuti akafamba rwendo rwake, achifara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Pavakabuda mumvura Mweya waTenzi wakabvisa Firipi ipapo. Muyuniki haana kuzomuonazve. Asi akaenda rwendo rwake achifara zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Pavakabuda mumvura Mweya waTenzi wakabvisa Firipi ipapo. Muyuniki haana kuzomuonazve. Asi akaenda rwendo rwake achifara zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakati vabuda mumvura, Mweya waShe wakatora Firipi pakarepo, uye muyunaki haana kuzomuonazve, asi akafamba munzira yake achifara kwazvo. Viz kapitola |