Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 8:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 [Firipo akati: Kana ucitenda nomŋoyo wako wose, ɀiŋgaitwa. Akapindura, akati: Ndinotenda kuti Jesu ndiye Mŋanakomana waMŋari.]

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Firipi akati, “Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvingaitwa.” Akapindura, akati, “Ndinotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari.”]

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Firipi akati, “Kana uchitenda nemwoyo wose unogona kuombekwa.” Iye akapindura achiti, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Firipi akati, “Kana uchitenda nemwoyo wose unogona kuombekwa.” Iye akapindura achiti, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Uye Firipi akati, “Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvinogoneka.” Iye akapindura akati, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu ndiye Mwanakomana waMwari.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 8:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy