Mabasa 8:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino ʋakati ʋacifamba munzira, ʋakaȿika panemvura; muranda akati: Heyi mvura; cinyiko ciŋgadziʋisa ndirege kubapatidzwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino vakati vachifamba munzira, vakasvika pane mvura; muranda akati, “Heyi mvura; chinyiko chingadzivisa ndirege kubhabhatidzwa?” [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pavaifamba kudaro munzira vakasvika pane mvura. Muyuniki akati, “Tarisa uone pano pane mvura. Chingandirambidze kuombekwa chii?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pavaifamba kudaro munzira vakasvika pane mvura. Muyuniki akati, “Tarisa uone pano pane mvura. Chingandirambidze kuombekwa chii?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Zvavakanga vachifamba nomugwagwa, vakasvika pakanga pane mvura saka muyunaki akati, “Tarirai, heino mvura. Chingandikonesa kubhabhatidzwa chiiko?” Viz kapitola |