Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 8:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Firipo akamhanyira’ko, akamunzwa aciraʋa muprofita Isaya, akati: Unonzwisisa ɀaunoraʋa here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Firipi akamhanyirako, akumunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murume uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 8:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy