Mabasa 8:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋapupura kwaɀo nokutaura shoko raShe, ʋakadzokera ɀe Jerusarema, ʋaciparidza Evaŋgeri mumisha mizhinji yaʋaSamaria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vapupura kwazvo nokutaura shoko raIshe, vakadzokerazve Jerusaremu, vachiparidza Vhangeri mumisha mizhinji yavaSamaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Zvino pavakanga vapa uchapupu hwavo uye vataura shoko raTenzi vakadzokera kuJerusaremu vachiparidza Shoko Rakanaka mumisha yakawanda yevekuSamaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Zvino pavakanga vapa uchapupu hwavo uye vataura shoko raTenzi vakadzokera kuJerusaremu vachiparidza Shoko Rakanaka mumisha yakawanda yevekuSamaria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakati vapupura uye vakaparidza shoko raShe, Petro naJohani vakadzokera kuJerusarema, vachiparidza vhangeri mumisha yakawanda yomuSamaria. Viz kapitola |