Mabasa 8:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Petro akati kwaari: Sirveri yako ŋgaiparadzwe newe, nokuti wakafuŋga kuteŋga cipo caMŋari nemari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Petirosi akati kwaari, “Sirivha yako ngaiparadzwe newe, nokuti wakafunga kutenga chipo chaMwari nemari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Pita akati kwaari, “Parara nemari yako iyoyo nokuti wafunga kuti unogona kuwana chipo chaMwari nemari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi Pita akati kwaari, “Parara nemari yako iyoyo nokuti wafunga kuti unogona kuwana chipo chaMwari nemari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Petro akapindura akati, “Mari yako ngaiparare pamwe chete newe, nokuti wafunga kuti ungatenga chipo chaMwari nemari! Viz kapitola |