Mabasa 8:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 aciti: Ndipei neni ʋo simba iri, kuti wandineŋge ndiciisa maʋoko pamsoro pake, apiwe Mŋeya Mutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 achiti, “Ndipei neniwo simba iri, kuti wandinenge ndichiisa maoko pamusoro pake, apiwe Mweya Mutsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Ndipeiwo simba irori kuti munhu wose wandinenge ndaisa maoko angu paari agamuchire Mweya Mutsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Ndipeiwo simba irori kuti munhu wose wandinenge ndaisa maoko angu paari agamuchire Mweya Mutsvene.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 akati, “Ndipeiwo simba iri kuti munhu wose wandichaisa maoko pamusoro agamuchire Mweya Mutsvene.” Viz kapitola |