Mabasa 8:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Simoni wakati aciʋona kuti Mŋeya Mutȿene wapiwa nokuiswa kwamaʋoko aʋaapostora, akaʋuya kwaʋari nemari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Simoni akati achiona kuti Mweya Mutsvene apiwa nokuiswa kwamaoko avapostori, akauya kwavari nemari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Simoni paakaona kuti Mweya waipiwa nokuiswa kwamaoko avapositori pavanhu akavapa mari achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Simoni paakaona kuti Mweya waipiwa nokuiswa kwamaoko avapositori pavanhu akavapa mari achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Simoni akati aona kuti Mweya Mutsvene waipiwa nokuiswa kwamaoko avapostori, akavapa mari Viz kapitola |