Mabasa 8:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 nokuti wakaŋga asina‐kuɓurukira pamsoro pomumŋe waʋo; ʋakaŋga ʋaŋgobapatidzwa muzita raShe Jesu ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 nokuti akanga asina kuburukira pamusoro pomumwe wavo; vakanga vangobhabhatidzwa muzita raIshe Jesu bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti Mweya Mutsvene akanga asati aburukira panaani zvake wavo; asi vakanga vangoombekwa chete muzita raTenzi Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti Mweya Mutsvene akanga asati aburukira panaani zvake wavo; asi vakanga vangoombekwa chete muzita raTenzi Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 nokuti Mweya Mutsvene akanga asati auya pamusoro paani zvake wavo; vakanga vangobhabhatidzwa muzita raIshe Jesu. Viz kapitola |