Mabasa 8:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Iʋo ʋakaɓurukira’ko, ʋakaʋanyeŋgeterera kuti ʋapiwe Mŋeya Mutȿene; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ivo vakaburukirako, vakavanyengeterera kuti vapiwe Mweya Mutsvene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakadzika vakavanamatira kuti vagashire Mweya Mutsvene Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakadzika vakavanamatira kuti vagashire Mweya Mutsvene Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vakati vasvika, vakavanyengeterera kuti vagamuchire Mweya Mutsvene, Viz kapitola |