Mabasa 8:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋaapostora ʋaiʋa paJerusarema, ʋakati ʋanzwa kuti ʋaSamaria ʋakaŋga ʋagamucira shoko raMŋari, ʋakatuma Petro naJohane kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vapostori vaiva paJerusaremu, vakati vanzwa kuti vaSamaria vakanga vagamuchira shoko raMwari, vakatuma Petirosi naJohani kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vapositori vaiva kuJerusaremu pavakanzwa kuti Samaria yakanga yagamuchira Shoko raMwari vakavatumira Pita naJohani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vapositori vaiva kuJerusaremu pavakanzwa kuti Samaria yakanga yagamuchira Shoko raMwari vakavatumira Pita naJohani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vapostori vaiva muJerusarema vakati vanzwa kuti vaSamaria vagamuchira shoko raMwari, vakatumira Petro naJohani kwavari. Viz kapitola |