Mabasa 7:59 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ʋakataka Stefano, aciɗana aciti: Ishe Jesu, gamucirai mŋeya waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200259 Vakataka Sitefano, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona59 Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Vachiri kumutaka namabwe, Sitefani akanyengetera, akati, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.” Viz kapitola |