Mabasa 7:52 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ndoupiko pakati paʋaprofita, usina‐kutambudzwa namadziɓaɓa enyu? Ʋakaʋuraya aʋo ʋaiparidza kuʋuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuʋuraya ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Ndoupiko pavaporofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya avo vaiparidza kuuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuuraya zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 “Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 “Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Kwakambova nomuprofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu here? Vakauraya kunyange vaya vakaprofita kuuya kwaIye Oga Akarurama. Uye zvino makamupandukira mukamuuraya, Viz kapitola |