Mabasa 7:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ƌeŋga ndico cigaro caŋgu coʋushe, Nenyika citsiko cetsoka dzaŋgu; Mucandiʋakira imba yakaɗiniko? Ndiɀo ɀinoreʋa Ishe; Kana nɀimbo yandiŋgazorora pairi ndeipi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 ‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 “ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 “ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 “ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko? Viz kapitola |