Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 iye akanzwirwa nyasha pamberi paMŋari, akakumbira kuʋakira Mŋari waJakobo pokugara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 iye akanzwirwa nyasha pamberi paMwari, akakumbira kuvakira Mwari waJakobho pokugara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 akafadza Mwari. Dhavhidhi akazokumbira kuti atsvakire Mwari waJakobho pokugara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 akafadza Mwari. Dhavhidhi akazokumbira kuti atsvakire Mwari waJakobho pokugara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 uyo akaitirwa zvakanaka naMwari uye akakumbira kuti avakire Mwari waJakobho nzvimbo yokugara.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy