Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino ʋakaita mhuru namazuʋa iwayo, ʋakaʋuya neciɓayiro kucifananidzo caʋo, ʋakafarira maɓasa amaʋoko aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino vakaita mhuru namazuva iwayo, vakauya nechibayiro kuchifananidzo chavo, vakafarira mabasa amaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Ndiyo nguva yavakaumba chifananidzo chakaita semhuru. Vakauya nezvibayiro kwachiri vakachipemberera vachikudza chinhu chakaitwa namaoko avo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy