Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ndiyeye wakaŋga ari kuʋuŋgano murenje, anomutumŋa wakataura naye mugomo reSinai, anamadziɓaɓa eɗu ʋo, wakagamucira mashoko mapenyu kuzotipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ndiyeye akanga ari kuungano murenje, anomutumwa akataura naye mugomo reSinai, anamadzibaba eduwo, akagamuchira mashoko mapenyu kuzotipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Iyeyu ndiye aiva negungano murenje nomutumwa akataura kwaari pagomo reSinai uye akataura namadzitateguru edu. Akagamuchira zvirevo zvipenyu zvokutipa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Iyeyu ndiye aiva negungano murenje nomutumwa akataura kwaari pagomo reSinai uye akataura namadzitateguru edu. Akagamuchira zvirevo zvipenyu zvokutipa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Akanga ari muungano yaiva murenje, pamwe chete nomutumwa akataura kwaari paGomo reSinai, uye namadzibaba edu; uye akagamuchira mashoko mapenyu kuti azoasvitsa kwatiri.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy